Oliver 'Tuku' Mtukudzi — Murimi Munhu songtekst en vertaling

De pagina bevat de songtekst en de Nederlandse vertaling voor het nummer "Murimi Munhu" van Oliver 'Tuku' Mtukudzi.

Songteksten

Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Murimi munhu, ivhu ivhu
Murimi munhu
Nyika ivhu (ivhu ndonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuve muvhimi (kudya)
Kana muimbi (kudya zvemurimi)
Kuve munyori (kudya)
Kana musori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nesuwo venungo (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh
Wuuuuu, nyika ivhu
Ivhu ndoonyika
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu, nyika ivhu (ivhu ndoonyika)
Murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
Murimi munhu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
Kuva mudealer (kudya)
Kana matsola (kudya zvemurimi)
Imi mafero (kudya)
Nemi madhara (kudya zvemurimi)
Mablazo (kudya)
Nemi magen’a (zvemurimi)
Hmmmm
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya)
Kana mutambi (kudya zvemurimi)
Kuve mukuru (kudya)
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya)
Nemi machinda (zvemurimi)
Kuve muimbi (kudya)
Kana muvhimi (kudya zvemurimi)
Kuve mutongi (kudya)
Kana mutori (kudya zvemurimi)
Madzibaba (kudya)
Nemi gwenyambira (zvemurimi)
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu wuuu, ahhhh

Songtekstvertaling

Wuuuuu, ahhhh
Wuuu, ahhhh
Wuuuuu, wasteland ayhu
Murimi munhu, ayhu ayhu
Murimi munhu
Wasteland ozhu (ozhu ndonyika)
Murimi munhu, ayhu ayhu
(Riine murimi)
Murimi munhu
Murimi moet naar toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi whether toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi moet naar toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana zijn vader
Kuve muvhimi (kudya))
Kana muimimi (kudya zvemurimi))
Kuve munyori (kudya))
Kana musori (kudya zvemurimi))
Madzibaba (kudya ))
Nesuwo venungo (zvemurimi))
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu, ahhhh
Wuuuuu, wasteland ayhu
Andere waarschuwing
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi))
Murimi munhu, wasteland ayhu (ayhu Ayhika)
Murimi munhu, ayhu ayhu (riine murimi))
Murimi munhu
Murimi moet naar toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi whether toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi moet naar toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana zijn vader
Kuva mudealer (kudya))
Kana matsola (kudya zvemurimi))
Imi mafero (kudya))
Nemi-effecten (kudya zvemurimi))
Blazzo (kudya))
Nemi Magen ' a (zvemurimi))
Hmmmmmm
Murimi moet naar toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana
Murimi whether toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
Murimi moet naar toraka Badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
Kuve mushandi (kudya))
Kana Mutambi (kudya zvemurimi))
Kuve muku (kudya))
Kana kapwere (kudya zvemurimi)
Madzimambo (kudya))
Nemi machinda (zvemurimi))
Kuve wave (kudya))
Kana muvhimi (kudya zvemurimi))
Kuve mutongi (kudya))
Kana mutori (kudya zvemurimi))
Madzibaba (kudya ))
Nemi gwenyambira (zvemurimi))
Wuuuuu, ahhhh
Wuuu, ahhhh